Mushure mekunge aparura kambo kake katsva achidawo kunzwa mafungiro amai Chisamba Nisha t's aumbiridzwa nemaviri matatu achikomekedzwa nekubata mabasa akanaka.
Avatsudzurira nziyo yake irikudiwa chaizvo nemadzimai uye varume vasina godo inonzi 'gender iyi' vakabva vati aiwa zikomo-zikomo! waisa kwadzo nyemba kutsva dzarungwa. Vabva vamubata chishanu vakati, Follow & Share Our WhatsApp Channel
"haaa yakanaka, ini ndoda kukushuvira kuti launch yako ifambe mushe. Rwiyo rwako rurukubuditsa zvinowanzovanzwa.
"Watipa musoro wenyaya," vanoenderera mberi vakamubata chishanu vachingokomekedza
Vangavachingoti vakamuti baa vobva vasekerera havo Mai Chisamba. Varikungoti vakazvifunga vobva vati haaa Nisha akaseva!

Comments (0)
Join the conversation
Sign in with Google to comment and like articles
No comments yet. Be the first to share your thoughts!