Mbuya Piyasoni naPiyasoni wavo nhapitapi yedonhodzo redandaro pamasai-sai, iri ibato rakangonyuka tisina kunyatsoritarisira.
Pakati Piyasoni kwetsu takabva taziya mwana wemukwasha auye kuipa. Kubvira musi waauya kuzobatana nambuya vake aiwa nyaya dzekufadza vanhu arikutonyatsosunga dzisimbe. Follow us on our WhatsApp Channel
Ukahwa Piyasoni achirava nambuya vake unoti pada munhu mukuru. Anotaura zvine udzamu pachikuru zvaita voruzhinji vafungenya nekuda kwemakore ake kuti pada maari muna sorojena akarindira nekuti njere dzakarodza.
Vaviri ava parizvino varikuiita zvinogara zvakadaro vachidakadza havo vatariri nevatereri vavo izvo zvaita vawedzere vanovafirira.
Iri ratove bhindauko kuvatsigiri, vasisade kuvashaya.
Comments (0)
Join the conversation
Sign in with Google to comment and like articles
No comments yet. Be the first to share your thoughts!